Psalms 12:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaipa ʋanofamba pamatiʋi ose, Kana ɀakashata ɀicikudzwa pakati paʋanakomana ʋaʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaipa vanofamba-famba vakasununguka kana zvakashata zvichikudzwa pakati pavanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaipa vari kufamba kose kose uipi zvauri kurumbidzwa kudai pakati pavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaipa vanofamba pamativi ose, Kana zvakashata zvichikudzwa pakati pavanakomana vavanhu.
Shona 2009?
Vakaipa vanofamba pamativi ose, Kana zvakashata zvichikudzwa pakati pavanakomana vavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaipa vanofamba pamativi ose, Kana zvakashata zvichikudzwa pakati pavanakomana vavanhu.