Psalms 120:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwiyo rworwendo. Pakutambudzika kwaŋgu ndakaɗana kunaJehova, Iye akandipindura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rwiyo rworwendo. [1] Ndinodana kuna Jehovha mukutambudzika kwangu, uye anondipindura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munamato wokukumbira rubatsiro Munhamo yangu ndakachema kuna TENZI kuti andipindure.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakutambudzika kwangu ndakadana kuna Jehovha, Iye akandipindura.
Shona 2009?
Pakutambudzika kwangu ndakadana kuna Jehovha, Iye akandipindura.
Shona SUB 2002 Bible
Pakutambudzika kwangu ndakadana kuna Jehovha, Iye akandipindura.