Psalms 121:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ucakuceŋgeta pakuɓuɗa kwako napakupinda kwako, Kubva paŋguʋa ino kuȿikira pakusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha achakurinda pakubuda kwako napakupinda kwako, kubva zvino uye nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI achakuchengeta kubvira paunobuda kusvika paunodzoka kubvira zvino nokusingaperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha achakuchengeta pakubuda kwako napakupinda kwako, Kubva panguva ino kusvikira pakusingaperi.
Shona 2009?
Jehovha achakuchengeta pakubuda kwako napakupinda kwako, Kubva panguva ino kusvikira pakusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha achakuchengeta pakubuda kwako napakupinda kwako, Kubva panguva ino kusvikira pakusingaperi.