Psalms 122:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwiyo rworwendo; rwaDavidi. Ndakafara paŋguʋa yaʋakati kwandiri: Hendei kumba kwaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rwiyo rworwendo rwaDhavhidhi. [1] Ndakafara pavakati kwandiri, “Handei kumba yaJehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rwiyo rwokukwira narwo kumusoro. Ndakafara pavakanditi, “Handei kuimba yaTENZI.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakafara panguva yavakati kwandiri, “Hendei kumba kwaJehovha.”
Shona 2009?
Ndakafara panguva yavakati kwandiri, "Hendei kumba kwaJehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Ndakafara panguva yavakati kwandiri, “Hendei kumba kwaJehovha.”