Psalms 122:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuɗa kweimba yaJehova Mŋari weɗu Ndicakutȿakira ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kweimba yaJehovha Mwari wedu, ndichatsvaka kubudirira kwako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pemba yaTENZI Mwari wedu ndinonamata kuti zvikufambire zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuda kweimba yaJehovha Mwari wedu Ndichakutsvakira zvakanaka.
Shona 2009?
Nokuda kweimba yaJehovha Mwari wedu Ndichakutsvakira zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuda kweimba yaJehovha Mwari wedu Ndichakutsvakira zvakanaka.