Psalms 123:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwiyo rworwendo. Ndinosimudzira meso aŋgu kwamuri, Iyemi, munogara kuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rwiyo rworwendo. [1] Ndinosimudzira meso angu kwamuri, kunemi mune chigaro choushe kudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munamato wokukumbira kuitirwa nyasha Ndinotarisa kumusoro kwamuri kudenga kwamugere pachigaro chenyu choumambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinosimudzira meso angu kwamuri, Iyemi, munogara kudenga.
Shona 2009?
Ndinosimudzira meso angu kwamuri, Iyemi, munogara kudenga.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinosimudzira meso angu kwamuri, Iyemi, munogara kudenga.