Psalms 124:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌai Jehova asaiʋa nesu, Paŋguʋa yatakamukirwa naʋanhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
dai Jehovha akanga asiri kurutivi rwedu patakarwiswa navanhu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Dai pasina kuti TENZI aiva kudivi kwedu patakamukirwa navanhu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dai Jehovha asaiva nesu, Panguva yatakamukirwa navanhu;
Shona 2009?
Dai Jehovha asaiva nesu, Panguva yatakamukirwa navanhu;
Shona SUB 2002 Bible
Dai Jehovha asaiva nesu, Panguva yatakamukirwa navanhu;