Psalms 124:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaŋgaɗai ʋakatimedza tiri ʋapenyu, Paŋguʋa yatakamukirwa nehasha dzaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
apo kutsamwa kwavo kwakatimukira, vangadai vakatimedza tiri vapenyu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vangadai vakatimedza tiri vapenyu pavakativirukira nehasha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vangadai vakatimedza tiri vapenyu, Panguva yatakamukirwa nehasha dzavo;
Shona 2009?
Vangadai vakatimedza tiri vapenyu, Panguva yatakamukirwa nehasha dzavo;
Shona SUB 2002 Bible
Vangadai vakatimedza tiri vapenyu, Panguva yatakamukirwa nehasha dzavo;