Psalms 125:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sokupoteredzwa kweJerusarema namakomo, Saiɀoɀo Jehova unopoteredza ʋanhu ʋake, Kubva paŋguʋa ino kuȿikira pakusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sokupoteredzwa kwakaitwa Jerusarema namakomo, saizvozvo Jehovha anopoteredza vanhu vake kubva zvino nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvakangoita makomo akatenderedza Jerusaremu, ndizvo zvakaita TENZI akatenderedzawo vanhu vake kubvira zvino kusvika nokusingaperi kose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sokupoteredzwa kweJerusaremu namakomo, Saizvozvo Jehovha unopoteredza vanhu vake, Kubva panguva ino kusvikira pakusingaperi.
Shona 2009?
Sokupoteredzwa kweJerusaremu namakomo, Saizvozvo Jehovha unopoteredza vanhu vake, Kubva panguva ino kusvikira pakusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Sokupoteredzwa kweJerusaremu namakomo, Saizvozvo Jehovha unopoteredza vanhu vake, Kubva panguva ino kusvikira pakusingaperi.