Psalms 125:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti tȿimbo yoʋushe yeɀakaipa haiŋgagari panhaka yaʋakaruruma; Kuti ʋakarurama ʋarege kutambanudzira maʋoko aʋo kuneɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tsvimbo yavasakarurama haingagari pamusoro penyika yakagoverwa vakarurama, nokuti ipapo vakarurama vangazotambanudzira maoko avo kuita zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana anoumambo hwakaipa achagara munyika yakasarudzirwa vakarurama, vakarurama vangadaro vakazopinda mukuita zvakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti tsvimbo youshe yezvakaipa haingagari panhaka yavakarurama; Kuti vakarurama varege kutambanudzira maoko avo kune zvakaipa.
Shona 2009?
Nokuti tsvimbo youshe yezvakaipa haingagari panhaka yavakarurama; Kuti vakarurama varege kutambanudzira maoko avo kune zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti tsvimbo youshe yezvakaipa haingagari panhaka yavakarurama; Kuti vakarurama varege kutambanudzira maoko avo kune zvakaipa.