Psalms 125:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ʋari ʋanhu ʋanotsaukira kunzira dzaʋo dzakaminama, Jehova ucaʋaparadza pamŋe cete naʋaiti ʋeɀakaipa. Israeri ŋgaaʋe norugare!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi avo vanotsaukira kunzira dzakaminama, Jehovha achavaparadza pamwe chete navaiti vezvakaipa. Rugare ngaruve pana Israeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vanotsaukira kunzira dzavo dzakaipa TENZI achavatinha pamwechete navakaipa Isiraeri ngaive norugare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana vari vanhu vanotsaukira kunzira dzavo dzakaminama, Jehovha achavaparadza pamwechete navaiti vezvakaipa. Isiraeri ngaave norugare!
Shona 2009?
Asi kana vari vanhu vanotsaukira kunzira dzavo dzakaminama, Jehovha achavaparadza pamwechete navaiti vezvakaipa. Isiraeri ngaave norugare!
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana vari vanhu vanotsaukira kunzira dzavo dzakaminama, Jehovha achavaparadza pamwechete navaiti vezvakaipa. Isiraeri ngaave norugare!