Psalms 126:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa iyo muromo weɗu wakaŋga uzere nokuseka, Norurimi rweɗu nokuimba; Ipapo pakati paʋahedeni ʋakati: Jehova wakaʋaitira ɀinhu ɀikuru;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Miromo yedu yakanga izere nokuseka, ndimi dzedu dzizere nenziyo dzomufaro. Ipapo zvakanzi pakati pendudzi, “Jehovha akavaitira zvinhu zvikuru.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Takaoma mbabvu nokuseka, takadzivira nzeve nomupururu. Vechirudzi ndopavakati, “TENZI akavaitira zvinhu zvikuru.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguva iyo muromo wedu wakanga uzere nokuseka, Norurimi rwedu nokuimba; Ipapo pakati pavahedheni vakati, “Jehovha akavaitira zvinhu zvikuru;”
Shona 2009?
Panguva iyo muromo wedu wakanga uzere nokuseka, Norurimi rwedu nokuimba; Ipapo pakati pavahedheni vakati, "Jehovha akavaitira zvinhu zvikuru;"
Shona SUB 2002 Bible
Panguva iyo muromo wedu wakanga uzere nokuseka, Norurimi rwedu nokuimba; Ipapo pakati pavahedheni vakati, “Jehovha akavaitira zvinhu zvikuru;”