Psalms 126:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakatiitira ɀinhu ɀikuru; Isu tinofara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha atiitira zvinhu zvikuru, uye tazara nomufaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Honguwo TENZI akatiitira zvinhu zvikuru. Tinofara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha wakatiitira zvinhu zvikuru; Isu tinofara.
Shona 2009?
Jehovha wakatiitira zvinhu zvikuru; Isu tinofara.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akatiitira zvinhu zvikuru; Isu tinofara.