Psalms 126:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanodɀara nemisodzi ʋacakohwa nomufaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Avo vanodyara nemisodzi vachakohwa nenziyo dzomufaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanodyara nemisodzi, vachakohwa vachipururudza nomufaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanodyara nemisodzi vachakohwa nomufaro.
Shona 2009?
Vanodzvara nemisodzi vachakohwa nomufaro.
Shona SUB 2002 Bible
Vanodyara nemisodzi vachakohwa nomufaro.