Psalms 128:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti iwe ucadya ɀawakaɓatira namaʋoko ako; Ucaʋa nomufaro, ʋuye ɀicaʋa ɀakanaka newe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchadya chibereko chokushanda kwako; maropafadzo nokubudirira zvichava zvako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uchadya muchero webasa rako, uchafara uye zvichakufambira zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti iwe uchadya zvawakabatira namaoko ako; Uchava nomufaro, uye zvichava zvakanaka newe.
Shona 2009?
Nokuti iwe uchadya zvawakabatira namaoko ako; Uchava nomufaro, uye zvichava zvakanaka newe.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti iwe uchadya zvawakabatira namaoko ako; Uchava nomufaro, uye zvichava zvakanaka newe.