Psalms 128:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi wako ucaʋa somuzambiriŋga, unoɓereka ɀakanaka, mukati meimba yako; Ʋana ʋako ʋacaʋa semiti yemiorivi, ʋakakomberedza tafura yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi wako achava somuzambiringa unobereka, pakati peimba yako; vanakomana vako vachaita samabukira omuorivhi, vakakomberedza tafura yako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzimai wako achaita somugirepisi unobereka muchero mumba mako, vana vako vachaita samabukira omuorivhi vakatenderedza tafura yako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukadzi wako uchava somudzambiringa, unobereka zvakanaka, mukati meimba yako; Vana vako vachava semiti yemiorivhi, vakakomberedza tafura yako.
Shona 2009?
Mukadzi wako uchava somuzambiringa, unobereka zvakanaka, mukati meimba yako; Vana vako vachava semiti yemiorivhi, vakakomberedza tafura yako.
Shona SUB 2002 Bible
Mukadzi wako uchava somudzambiringa, unobereka zvakanaka, mukati meimba yako; Vana vako vachava semiti yemiorivhi, vakakomberedza tafura yako.