Psalms 129:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwiyo rworwendo. Ʋakanditambudza kazhinji kubva paʋuɗuku bgaŋgu, Israeri ŋgaaɗaro ɀino;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rwiyo rworwendo. [1] Vakandidzvinyirira zvikuru kubva pauduku hwangu, Israeri ngaati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunamatira vavengi veIsiraeri kuti vakauriswe Vakanditambudza zvikuru kubvira pahuduku hwangu Isiraeri ngaitaure kudaro kuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakanditambudza kazhinji kubva pauduku hwangu, Isiraeri ngaadaro zvino;
Shona 2009?
Vakanditambudza kazhinji kubva pauduku hwangu, Isiraeri ngaadaro zvino;
Shona SUB 2002 Bible
Vakanditambudza kazhinji kubva pauduku hwangu, Isiraeri ngaadaro zvino;