Psalms 129:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarimi ʋakarima pamusana waŋgu; Ʋakaita mihoroŋga yaʋo mirefu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varimi vakarima musana wangu vakaita miforo yavo mirefu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Varimi vakarima musana wangu vakaita mihoronga mirefu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varimi vakarima pamusana wangu; Vakaita mihoronga yavo mirefu.
Shona 2009?
Varimi vakarima pamusana wangu; Vakaita mihoronga yavo mirefu.
Shona SUB 2002 Bible
Varimi vakarima pamusana wangu; Vakaita mihoronga yavo mirefu.