Psalms 129:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaʋaʋe soʋuswa pamateŋga eimba, Ʋunowoma ʋusati bgakura;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai vaita souswa pamusoro pedenga remba, hunooma husati hwakura;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngavaite souswa huri padenga remba hunouna husina kukura
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngavave souswa pamatenga eimba, Hunooma husati hwakura;
Shona 2009?
Ngavave souswa pamatenga eimba, Hunooma husati hwakura;
Shona SUB 2002 Bible
Ngavave souswa pamatenga eimba, Hunooma husati hwakura;