Psalms 13:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muʋeŋgi waŋgu arege kuti: Ndamukunda; Ʋadziʋisi ʋaŋgu ʋarege kufara kana ndicizunuŋguka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
muvengi wangu achati, “Ndamukurira ndamukunda,” uye vadzivisi vangu vachapembera kana ndawa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muvengi wangu angadaro akazoti ndakamukurira, mhandu dzangu dzikazofarira kuti ndakazunzika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muvengi wangu arege kuti, “Ndamukunda;” Vadzivisi vangu varege kufara kana ndichizununguka.
Shona 2009?
Muvengi wangu arege kuti, "Ndamukunda;" Vadzivisi vangu varege kufara kana ndichizununguka.
Shona SUB 2002 Bible
Muvengi wangu arege kuti, “Ndamukunda;” Vadzivisi vangu varege kufara kana ndichizununguka.