Psalms 13:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaimbira Jehova, Nokuti wakandiitira ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaimbira Jehovha, nokuti akandinakira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaimbira TENZI nokuti akandiitira zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaimbira Jehovha, Nokuti akandiitira zvakanaka.
Shona 2009?
Ndichaimbira Jehovha, Nokuti akandiitira zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaimbira Jehovha, Nokuti akandiitira zvakanaka.