Psalms 130:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwiyo rworwendo. Ndakaɗanidzira kwamuri, Jehova, ndiri makadzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rwiyo rworwendo. [1] Ndakadanidzira kwamuri Jehovha, ndiri pakadzika;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munamato wokukumbira rubatsiro Ndakadanidzira kwamuri TENZI ndiri makadzika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakadanidzira kwamuri, Jehovha, ndiri makadzika.
Shona 2009?
Ndakadanidzira kwamuri, Jehovha, ndiri makadzika.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakadanidzira kwamuri, Jehovha, ndiri makadzika.