Psalms 130:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe inzwai inzwi raŋgu; Nzeʋe dzenyu ŋgadziterere Inzwi rokukumbira kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
haiwa Jehovha, inzwai inzwi rangu. Nzeve dzenyu ngadzinzwe kuchemera kwangu ngoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI inzwai izwi rangu, rerekerai nzeve dzenyu kuizwi romunamato wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe inzwai izwi rangu; Nzeve dzenyu ngadziteerere Izwi rokukumbira kwangu.
Shona 2009?
Ishe inzwai inzwi rangu; Nzeve dzenyu ngadziteerere inzwi rokukumbira kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ishe inzwai izwi rangu; Nzeve dzenyu ngadziteerere Izwi rokukumbira kwangu.