Psalms 130:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌai imi Jehova, mairaŋgarira ɀisakarurama, Ndianiko wairamba amire, Ishe?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai imi, iyemi Jehovha, maironda zvakaipa zvangu, haiwa Jehovha, ndianiko aimira?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana imi TENZI mukapfundira zvivi ndiani angapamire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dai imi Jehovha, mairangarira zvisakarurama, Ndianiko airamba amire, Ishe?
Shona 2009?
Dai imwi Jehovha, mairangarira zvisakarurama, Ndianiko airamba amire, Ishe?
Shona SUB 2002 Bible
Dai imi Jehovha, mairangarira zvisakarurama, Ndianiko airamba amire, Ishe?