Psalms 130:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kukaŋganwirwa kuri’ko kwamuri, Kuti ʋanhu ʋakutyei.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kukanganwira kuri kwamuri; naizvozvo imi munotyiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi munorengerera kuitira kuti muremekedzwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kukanganwirwa kuriko kwamuri, Kuti vanhu vakutyei.
Shona 2009?
Asi kukangamwirwa kuriko kwamuri, Kuti vanhu vakutyei.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kukanganwirwa kuriko kwamuri, Kuti vanhu vakutyei.