Psalms 130:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi Israeri, tarirai kunaJehova; Nokuti kunaJehova kuneŋgoni, Ʋuye kwaari kunokudzikinurwa kukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Israeri, isa tariro yako pana Jehovha, nokuti Jehovha ane rudo rusingaperi uye kwaari kune dzikinuro izere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isiraeri ngaitarisire kuna TENZI nokuti TENZI ane mwoyochena; maari mune ruponeso rwakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi Isiraeri, tarirai kuna Jehovha; Nokuti kuna Jehovha kune ngoni, Uye kwaari kunokudzikinurwa kukuru.
Shona 2009?
imwi Isiraeri, tarirai kuna Jehovha;.Sokuti kuna Jehovha kune ngoni, Uye kwaari kunokudzikunurwa kukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Imi Isiraeri, tarirai kuna Jehovha; Nokuti kuna Jehovha kune ngoni, Uye kwaari kunokudzikinurwa kukuru.