Psalms 130:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye ucadzikinura Israeri Paneɀisakarurama ɀake ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye achadzikinura Israeri kubva pazvivi zvavo zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achaponesa Isiraeri kuzvivi zvayo zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye achadzikinura Isiraeri Panezvisakarurama zvake zvose.
Shona 2009?
Iye achadzikunura Isiraeri Panezvisakarurama zvake zvose.
Shona SUB 2002 Bible
Iye achadzikinura Isiraeri Panezvisakarurama zvake zvose.