Psalms 131:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwiyo rworwendo; rwaDavidi. Jehova, mŋoyo waŋgu hauɀikudzi, meso aŋgu haanamanyawi; Handinehanya neɀinhu ɀikuru‐kuru, Kana neɀinhu ɀinondikurira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rwiyo rworwendo rwaDhavhidhi. [1] Haiwa Jehovha, mwoyo wangu hauzvikudzi, meso angu haana manyawi; handina hanya nezvinhu zvikuru kana zvinhu zvinonyanya kushamisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI ini handizvitutumadzi zvokuvhaira handichavhaira. Handiite mwoyo nezvinhu zvikurukuru kana zvinonyanya kushamisira kwandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha, mwoyo wangu hauzvikudzi, meso angu haana manyawi; Handine hanya nezvinhu zvikuru-kuru, Kana nezvinhu zvinondikurira.
Shona 2009?
Jehovha, moyo wangu hauzvikudzi, meso angu haana manyawi; Handine hanya nezvinhu zvikuru-kuru, Kana nezvinhu zvinondikurira.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha, mwoyo wangu hauzvikudzi, meso angu haana manyawi; Handine hanya nezvinhu zvikuru–kuru, Kana nezvinhu zvinondikurira.