Psalms 131:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo ndakaʋaraidza mŋeya waŋgu nokuunyaradza; Somŋana wakarumurwa uri panamai ʋake, Mŋeya waŋgu wakaita kwandiri somŋana wakarumurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndakadzikamisa uye ndakanyaradza mweya wangu; somwana akarumurwa namai vake, somwana akarumurwa, ndizvo zvakaita mweya wangu mandiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazvidzikamisa ndikazvitonhodza somwana anoyamwa, ndozvandakaita somwana anonyaradzwa ndozvandakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo ndakavaraidza mweya wangu nokuunyaradza; Somwana wakarumurwa ari pana mai vake, Mweya wangu wakaita kwandiri somwana akarumurwa.
Shona 2009?
Zvirokwazvo ndakavaraidza mweya wangu nokuunyaradza; Somwana wakarumurwa ari pana mai vake, Mweya wangu wakaita kwandiri somwana akarumurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo ndakavaraidza mweya wangu nokuunyaradza; Somwana wakarumurwa ari pana mai vake, Mweya wangu wakaita kwandiri somwana akarumurwa.