Psalms 132:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova wakasanaŋgura Zioni; Wakariɗa kuti ʋuʋe ʋugaro bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha akasarudza Zioni, akarida kuti huve ugaro hwake achiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti TENZI akasarudza Zioni akada kuti ive nzvimbo yake yokugara achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha wakasanangura Zioni; Akarida kuti huve ugaro hwake.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha wakasanangura Ziyoni; Akarida kuti huve ugaro hwake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha akasanangura Zioni; Akarida kuti huve ugaro hwake.