Psalms 132:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Namapikire ake kunaJehova, Nokupika kunaWamasimba waJakobo, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapika mhiko kuna Jehovha, akaita mhiko kuna Wamasimba waJakobho achiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokutsidza kwaakaita kwamuri TENZI nemhiko yaakaita kunemi Samasimbaose waJakobho kuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Namapikiro ake kuna Jehovha, Nokupika kuna Wamasimba waJakobho, achiti,
Shona 2009?
Namapikiro ake kuna Jehovha, Nokupika kuna Wamasimba waJakobho, achiti,
Shona SUB 2002 Bible
Namapikiro ake kuna Jehovha, Nokupika kuna Wamasimba waJakobho, achiti,