Psalms 132:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo handiŋgapindi mutente reimba yaŋgu, Kana kukwira pamubeda wandakawadzirwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Handingapindi mumba mangu kana kuenda kundovata pamubhedha wangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Handipindi mumba mangu kana kurara pamubhedha wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvirokwazvo handingapindi mutende reimba yangu, Kana kukwira pamubhedha wandakawadzirwa;
Shona 2009?
" Zvirokwazvo handingapindi mutende reimba yangu, Kana kukwira pamubhedha wandakawadzirwa;
Shona SUB 2002 Bible
“Zvirokwazvo handingapindi mutende reimba yangu, Kana kukwira pamubhedha wandakawadzirwa;