Psalms 132:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, takaɀinzwa muEfrata; Takaɀiwana pasaŋgo reJaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takazvinzwa muEfurata, takasangana nazvo muminda yeJaari tikati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Takanzwa nezvaro kuEfurata, takariwana mumunda waJaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, takazvinzwa muEfirata; Takazviwana pasango reJaari.
Shona 2009?
Tarirai, takazvinzwa muEfurata; Takazviwana pasango reJaari.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, takazvinzwa muEfirata; Takazviwana pasango reJaari.