Psalms 133:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwiyo rworwendo; rwaDavidi. Tarirai, kunaka kwaɀo nokufadza kwaɀo Kana hama dzicigara pamŋe cete norugare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rwiyo rworwendo rwaDhavhidhi. [1] Zvakanaka uye zvinofadza sei kana hama dzichigara pamwe chete mukubatana!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kudanana kwehama nehama Tarirai muone kufadza kwazvinoita kana hama nehama dzichidyidzana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, kunaka kwazvo nokufadza kwazvo Kana hama dzichigara pamwechete norugare.
Shona 2009?
Tarirai, kunaka kwazvo nokufadza kwazvo Kana hama dzichigara pamwechete norugare.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, kunaka kwazvo nokufadza kwazvo Kana hama dzichigara pamwechete norugare.