Psalms 134:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ŋgaakuropafadze ari paZioni; Iye wakasika kuɗeŋga napasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai Jehovha, iye Muiti wedenga napasi, akuropafadzai kubva paZioni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI ngaakukomborerei ari muZioni iye akasika denga napasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha ngaakuropafadze ari paZioni; Iye akasika kudenga napasi.
Shona 2009?
Jehovha ngaakuropafadze ari paZiyoni; Iye akasika kudenga napasi.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha ngaakuropafadze ari paZioni; Iye akasika kudenga napasi.