Psalms 135:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapa nyika yaʋo iʋe nhaka, Iʋe nhaka yaIsraeri ʋanhu ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akapa nyika yavo kuti ive nhaka, nhaka yavanhu vake Israeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akapa nyika yavo senhaka, senhaka kuvaIsiraeri, vanhu vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapa nyika yavo ive nhaka, Ive nhaka yaIsiraeri vanhu vake.
Shona 2009?
Akapa nyika yavo ive nhaka, Ive nhaka yaIsiraeri vanhu vake.
Shona SUB 2002 Bible
Akapa nyika yavo ive nhaka, Ive nhaka yaIsiraeri vanhu vake.