Psalms 135:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova ucatoŋga ʋanhu ʋake, Nokuɀiɗemba pamsoro paʋaranda ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha achapupurira vanhu vake uye achava nenyasha pamusoro pavaranda vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI acharwira vanhu vake uye achaitira ngoni varanda vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha achatonga vanhu vake, Nokuzvidemba pamusoro pavaranda vake.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha achatonga vanhu vake, Nokuzvidemba pamusoro pavaranda vake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha achatonga vanhu vake, Nokuzvidemba pamusoro pavaranda vake.