Psalms 135:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀifananidzo ɀaʋahedeni isirveri nendarama, Muɓatowa maʋoko aʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvifananidzo zvendudzi isirivha negoridhe, zvakaitwa namaoko avanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvifananidzo zvevechirudzi, isirivha nendarama zvakaitwa namaoko avanhu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvifananidzo zvavahedheni isirivha nendarama, Mubato wamaoko avanhu.
Shona 2009?
Zvifananidzo zvavahedheni isirivha nendarama, Mubato wamaoko avanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvifananidzo zvavahedheni isirivha nendarama, Mubato wamaoko avanhu.