Psalms 135:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoziʋa kuti Jehova mukuru, Ʋuye kuti Ishe weɗu uri kumsoro kwaʋamŋari ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoziva kuti Jehovha mukuru, uye kuti Ishe wedu mukuru kupfuura vamwari vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndinoziva kuti TENZI mukuru uye kuti TENZI wedu mukuru kupinda vamwari vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoziva kuti Jehovha mukuru, Uye kuti Ishe wedu ari kumusoro kwavamwari vose.
Shona 2009?
Nokuti ndinoziva kuti Jehovha. mukuru, Uye kuti Ishe wedu ari kumusoro kwavamwari vose.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinoziva kuti Jehovha mukuru, Uye kuti Ishe wedu ari kumusoro kwavamwari vose.