Psalms 135:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀose ɀaakaɗa kuita Jehova wakaɀiita, Kuɗeŋga napasi, nomumakuŋgwa napakadzika pose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha anoita zvose zvinomufadza, kudenga napasi, nomumakungwa napakadzika pose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose zvinodiwa naTENZI anogona kuzviita kudenga kana panyika mugungwa kana makadzika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvose zvaakada kuita Jehovha akazviita, Kudenga napasi, nomumakungwa napakadzika pose.
Shona 2009?
Zvose zvaakada kuita Jehovha akazviita, Kudenga napasi, nomumakungwa napakadzika pose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvose zvaakada kuita Jehovha akazviita, Kudenga napasi, nomumakungwa napakadzika pose.