Psalms 135:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unokwidza makore pamigumo yapasi; Unoita mheni kuʋuyisa mvura; Unoɓuɗisa mhepo panoʋigwa fuma yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anoita kuti makore akwire kubva kumagumo enyika; anotumira mheni nemvura, uye anobudisa mhepo kubva mumatura ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiye anosimudza makore kwakaperera nyika, anopenyesa mheni yemvura; anoburitsa mhepo mumatura ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anokwidza makore pamigumo yapasi; Anoita mheni kuuyisa mvura; Anobudisa mhepo panovigwa pfuma yake.
Shona 2009?
Anokwidza makore pamigumo yapasi; Anoita mheni kuuyisa mvura; Anobudisa mhepo panovigwa fuma yake.
Shona SUB 2002 Bible
Anokwidza makore pamigumo yapasi; Anoita mheni kuuyisa mvura; Anobudisa mhepo panovigwa pfuma yake.