Psalms 136:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaɓuɗisa Israeri pakati paʋo; Nokuti ŋgoni dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akabudisa Israeri kubva pakati pavo, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaburitsa Isiraeri mukati mavo mwoyochena wake hauperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabudisa Isiraeri pakati pavo; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.
Shona 2009?
Akabudisa Isiraeri pakati pavo; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Akabudisa Isiraeri pakati pavo; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.