Psalms 136:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye wakaparadzanisa Guŋgwa Dɀuku napakati; Nokuti ŋgoni dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
iye akaparadzanisa Gungwa Dzvuku napakati, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akapararanisa Gungwa Dzvuku mwoyochena wake hauperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akaparadzanisa Gungwa Dzvuku napakati; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.
Shona 2009?
Iye akaparadzanisa Gungwa Dzvuku napakati; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akaparadzanisa Gungwa Dzvuku napakati; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.