Psalms 136:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapa nyika yaʋo iʋe nhaka; Nokuti ŋgoni dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akavapa nyika yavo senhaka, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akapa nyika yavo senhaka mwoyochena wake hauperi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapa nyika yavo ive nhaka; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.
Shona 2009?
Akapa nyika yavo ive nhaka; ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Akapa nyika yavo ive nhaka; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.