Psalms 136:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋe nhaka yaIsraeri muranda wake; Nokuti ŋgoni dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nhaka kumuranda wake Israeri, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nhaka kuna Isiraeri muranda wake mwoyochena wake hauperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ive nhaka yaIsiraeri muranda wake; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.
Shona 2009?
Ive nhaka yaIsiraeri muranda wake; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Ive nhaka yaIsiraeri muranda wake; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.