Psalms 136:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatirwira paʋadziʋisi ʋeɗu; Nokuti ŋgoni dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akatisunungura kubva pavavengi vedu, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatinunura kuvavengi vedu mwoyochena wake hauperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatirwira pavadzivisi vedu; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.
Shona 2009?
Akatirwira pavadzivisi vedu; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Akatirwira pavadzivisi vedu; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.