Psalms 136:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiye unopa ɀinhu ɀose ɀokudya ɀaɀo; Nokuti ŋgoni dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye anopa zvokudya kuzvisikwa zvose, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye anopa chokudya kuzvinhu zvose zvipenyu mwoyochena wake hauperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiye anopa zvinhu zvose zvokudya zvazvo; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.
Shona 2009?
Ndiye anopa zvinhu zvose zvokudya zvazvo; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiye anopa zvinhu zvose zvokudya zvazvo; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.