Psalms 137:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ipapo aʋo ʋakatitapa ʋakakumbira kwatiri mashoko orwiyo, Ʋakatiparadza ʋakakumbira mufaro, ʋaciti: Tiimbirei ʋo rwiyo rweZioni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti ipapo avo vakatitapa vakatikumbira nziyo, vatambudzi vedu vakatigombedzera kuti tiimbe nziyo dzomufaro, vakati, “Tiimbirei rumwe rwiyo rweZioni!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vatapi vedu vaitikumbira dzimbo, varwadzisi vedu vaiita musara nesu vachiti, “Tiimbirei rumwe rumbo rweZioni.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ipapo avo vakatitapa vakakumbira kwatiri mashoko orwiyo, Vakatiparadza vakakumbira mufaro, vachiti, “Tiimbireiwo rwiyo rweZioni.”
Shona 2009?
Nokuti ipapo avo vakatitapa vakakumbira kwatiri mashoko orwiyo, Vakatiparadza vakakumbira mufaro, vachiti, "Tiimbireiwo rwiyo rweZiyoni."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ipapo avo vakatitapa vakakumbira kwatiri mashoko orwiyo, Vakatiparadza vakakumbira mufaro, vachiti, “Tiimbireiwo rwiyo rweZioni.”