Psalms 137:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe mukunda weBabironi, iwe wobva woparadzwa; Munhu uyo ucaʋa nomufaro, ucakutsiʋira Seɀawakatiitira iwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Mwanasikana weBhabhironi, watongerwa kuparadzwa, achafara munhu uyo achatsiva kwauri zvawakaita kwatiri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe Bhabhironi muparadzi akakomborerwa zvake anotsividza zvawakatiitira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe mukunda weBhabhironi, iwe unobva woparadzwa; Munhu uyo achava nomufaro, achakutsivira Sezvawakatiitira iwe.
Shona 2009?
Iwe mukunda weBhabhironi, iwe unobva woparadzwa; Munhu uyo achava nomufaro, achakutsivira Sezvawakatiitira iwe.
Shona SUB 2002 Bible
Iwe mukunda weBhabhironi, iwe unobva woparadzwa; Munhu uyo achava nomufaro, achakutsivira Sezvawakatiitira iwe.