Psalms 138:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicanamata ndakatarira kutembere yenyu tȿene, Nokuʋoŋga zita renyu nokuɗa kwoʋunyoro bgenyu nokutendeka kwenyu; Nokuti makakurisa shoko renyu kupfuʋura zita renyu rose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakotamira pasi ndakatarisa kutemberi yenyu tsvene, uye ndicharumbidza zita renyu nokuda kworudo rwenyu nokutendeka kwenyu, nokuti makakudza zita renyu neshoko renyu pamusoro pezvinhu zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinokotamira ndakananga kutemberi yenyu tsvene ndichitenda zita renyu nemwoyochena wenyu nokutendeka kwenyu nokuti makaisa zita renyu neshoko renyu pamusoro pezvinhu zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichanamata ndakatarira kutemberi yenyu tsvene, Nokuvonga zita renyu nokuda kwounyoro hwenyu nokutendeka kwenyu; Nokuti makakurisa shoko renyu kupfuura zita renyu rose.
Shona 2009?
Ndichanamata ndakatarira kutemberi yenyu tsvene, Nokuvonga zita renyu nokuda kounyoro bwenyu nokutendeka kwenyu; Nokuti makakurisa shoko renyu kupfuura zita renyu rose.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichanamata ndakatarira kutemberi yenyu tsvene, Nokuvonga zita renyu nokuda kwounyoro hwenyu nokutendeka kwenyu; Nokuti makakurisa shoko renyu kupfuura zita renyu rose.